Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Hajj — Ayah 13

22:13
يَدۡعُواْ لَمَن ضَرُّهُۥٓ أَقۡرَبُ مِن نَّفۡعِهِۦۚ لَبِئۡسَ ٱلۡمَوۡلَىٰ وَلَبِئۡسَ ٱلۡعَشِيرُ ١٣
Anonamata (achisiya Allah) uyo wokuti marwadzo ake ari padyo kudarika rubatsiro rwake. Zvirokwazvo, uyu (munamatwa) mubatsiri akashata, uye zvirokwazvo ishamwari yakaipa!

Changelog