Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Hajj — Ayah 2

22:2
يَوۡمَ تَرَوۡنَهَا تَذۡهَلُ كُلُّ مُرۡضِعَةٍ عَمَّآ أَرۡضَعَتۡ وَتَضَعُ كُلُّ ذَاتِ حَمۡلٍ حَمۡلَهَا وَتَرَى ٱلنَّاسَ سُكَٰرَىٰ وَمَا هُم بِسُكَٰرَىٰ وَلَٰكِنَّ عَذَابَ ٱللَّهِ شَدِيدٞ ٢
Zuva iro muchazviona, amai vose vanoyamwisa vachakanganwa rusvava rwavo, uye (amai) avo vakazvitakura (vane mimba) vachadonhedza icho chavakasenga (mwana ari mudumbu), uye muchaona vanhu vachinge sevakadhakwa, asi vanenge vasina kudhakwa, asi kuti marwadzo aAllah achange ari makuru.

Changelog