Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Hajj — Ayah 28

22:28
لِّيَشۡهَدُواْ مَنَٰفِعَ لَهُمۡ وَيَذۡكُرُواْ ٱسۡمَ ٱللَّهِ فِيٓ أَيَّامٖ مَّعۡلُومَٰتٍ عَلَىٰ مَا رَزَقَهُم مِّنۢ بَهِيمَةِ ٱلۡأَنۡعَٰمِۖ فَكُلُواْ مِنۡهَا وَأَطۡعِمُواْ ٱلۡبَآئِسَ ٱلۡفَقِيرَ ٢٨
(Vanouya) kuti vaone zvinhu izvo zvinovabatsira (makomborero eHajj neUmrah, uye nemakomborero epanyika kuburikidza nekutengeserana), uye kuti varangarire Zita raAllah mumazuva akatarwa (10, 11, 12 na 13 Dhul-Hijjah) vachitenda mhuka dzavakavapa (kuti vauraye seQurbaan (Mupiro) vachiti: Bismillaahi Wallaahu Akbar, Allaahumma minka wa ilaika (Muzita raAllah, uye Allah ndivo Mukuru! Imi Allah! Izvi zvabva kwamuri uye zvirikudzokera kwamuri)). Idyai (nyama) kubva kwadziri uye mopa avo vanotambura vari munguva yakaoma.

Changelog