Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Hajj — Ayah 31

22:31
حُنَفَآءَ لِلَّهِ غَيۡرَ مُشۡرِكِينَ بِهِۦۚ وَمَن يُشۡرِكۡ بِٱللَّهِ فَكَأَنَّمَا خَرَّ مِنَ ٱلسَّمَآءِ فَتَخۡطَفُهُ ٱلطَّيۡرُ أَوۡ تَهۡوِي بِهِ ٱلرِّيحُ فِي مَكَانٖ سَحِيقٖ ٣١
Hunafaa’ Lillaah (Vanonamata Allah chete), vasingavasanganise nezvimwe zvinhu; uye uyo anosanganisa Allah nezvimwe zvinhu, anoita kunge uyo adonha kubva kudenga, uye shiri dzomujombora (dzomubata) kana kuti mhepo yamukanda nzvimbo iri kure.

Changelog