Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Hajj — Ayah 37

22:37
لَن يَنَالَ ٱللَّهَ لُحُومُهَا وَلَا دِمَآؤُهَا وَلَٰكِن يَنَالُهُ ٱلتَّقۡوَىٰ مِنكُمۡۚ كَذَٰلِكَ سَخَّرَهَا لَكُمۡ لِتُكَبِّرُواْ ٱللَّهَ عَلَىٰ مَا هَدَىٰكُمۡۗ وَبَشِّرِ ٱلۡمُحۡسِنِينَ ٣٧
Nyama yadzo kana ropa radzo harisvika kuna Allah, asi kuti kutya kwenyu ndiko kunosvika kuna Allah. Nokudaro takadziisa (mhuka) pasi penyu kuti muve munorumbidza Allah nekukutungamirai kwavanoita. Uye Ipa (Muhammad (SAW)) mashoko akanaka kune avo vanoita mabasa akanaka.

Changelog