Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Hajj — Ayah 44

22:44
وَأَصۡحَٰبُ مَدۡيَنَۖ وَكُذِّبَ مُوسَىٰۖ فَأَمۡلَيۡتُ لِلۡكَٰفِرِينَ ثُمَّ أَخَذۡتُهُمۡۖ فَكَيۡفَ كَانَ نَكِيرِ ٤٤
Uye vagari vemuMadyan (Midian); uye Musa akarambwa. Asi avo vasingatendi ndakambovarega kwekanguva kadiki, asi ndakazovatumira marwadzo, uye marwadzo angu aiva akaoma (kune avo vanotadza)!

Changelog