Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Hajj — Ayah 63

22:63
أَلَمۡ تَرَ أَنَّ ٱللَّهَ أَنزَلَ مِنَ ٱلسَّمَآءِ مَآءٗ فَتُصۡبِحُ ٱلۡأَرۡضُ مُخۡضَرَّةًۚ إِنَّ ٱللَّهَ لَطِيفٌ خَبِيرٞ ٦٣
Hauoni here kuti Allah vanotumira mvura kubva kudenga (inonaya), nyika yobva yaevedza (zvirimwa zvopukira)? Zvirokwazvo, Allah ndivo vane tsitsi dzose, uye vane ruzivo rwezvose.

Changelog