Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Hajj — Ayah 71

22:71
وَيَعۡبُدُونَ مِن دُونِ ٱللَّهِ مَا لَمۡ يُنَزِّلۡ بِهِۦ سُلۡطَٰنٗا وَمَا لَيۡسَ لَهُم بِهِۦ عِلۡمٞۗ وَمَا لِلظَّٰلِمِينَ مِن نَّصِيرٖ ٧١
Uye vanonamata zvimwe zvinhu vachisiya ivo (Allah) izvo zvavasina kudzikisa mvumo yacho kuti vaite, uye zvavasina ruzivo nazvo. Uye avo vanoita zvitadzo havawani mubatsiri.

Changelog