Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Hajj — Ayah 73

22:73
يَٰٓأَيُّهَا ٱلنَّاسُ ضُرِبَ مَثَلٞ فَٱسۡتَمِعُواْ لَهُۥٓۚ إِنَّ ٱلَّذِينَ تَدۡعُونَ مِن دُونِ ٱللَّهِ لَن يَخۡلُقُواْ ذُبَابٗا وَلَوِ ٱجۡتَمَعُواْ لَهُۥۖ وَإِن يَسۡلُبۡهُمُ ٱلذُّبَابُ شَيۡـٔٗا لَّا يَسۡتَنقِذُوهُ مِنۡهُۚ ضَعُفَ ٱلطَّالِبُ وَٱلۡمَطۡلُوبُ ٧٣
Imi vanhu! Enzaniso yakava inopuhwa, saka iteererei (zvakadzama). Zvirokwazvo, avo vamunonamata muchisiya Allah, havakwanisi kana kusika nhunzi, kunyangwe vakaungana kuti vazviite. Uye kana nhunzi ikatora chimwe chinhu kubva kwavari, havana simba rekuchibvisa (rekuchitora) kubva kwairi (nhunzi). Vanotsvaga uye vanotsvagwa vese havana simba.

Changelog