Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Hajj — Ayah 9

22:9
ثَانِيَ عِطۡفِهِۦ لِيُضِلَّ عَن سَبِيلِ ٱللَّهِۖ لَهُۥ فِي ٱلدُّنۡيَا خِزۡيٞۖ وَنُذِيقُهُۥ يَوۡمَ ٱلۡقِيَٰمَةِ عَذَابَ ٱلۡحَرِيقِ ٩
Anokotamisa huro yake nokuzvitutumadza, uye achirasisa (vamwe) kubva munzira yaAllah. (Munhu iyeye) achava anonyadziswa paupenyu hwepanyika, uye pazuva rekutongwa tichaita kuti ave anoravidza marwadzo emoto.

Changelog