Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah An-Nur — Ayah 11

24:11
إِنَّ ٱلَّذِينَ جَآءُو بِٱلۡإِفۡكِ عُصۡبَةٞ مِّنكُمۡۚ لَا تَحۡسَبُوهُ شَرّٗا لَّكُمۖ بَلۡ هُوَ خَيۡرٞ لَّكُمۡۚ لِكُلِّ ٱمۡرِيٕٖ مِّنۡهُم مَّا ٱكۡتَسَبَ مِنَ ٱلۡإِثۡمِۚ وَٱلَّذِي تَوَلَّىٰ كِبۡرَهُۥ مِنۡهُمۡ لَهُۥ عَذَابٌ عَظِيمٞ ١١
Zvirokwazvo, avo vakauya nemanyepo (vachipomera Aishah (RA) mukadzi wamutumwa Muhammad (SAW)) iboka riri pakati penyu. Musafunge kuti zvakakuipirai, asi zvakakunakirai. Munhu wese pakati pavo ane zvaachawana kubva kuchivi. Uye uyo pakati pavo akaita chidimbu chikuru (mumanyepo Abdullah ibn Ubayy), achawana mutongo mukuru (marwadzo makuru).

Changelog