Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah An-Nur — Ayah 15

24:15
إِذۡ تَلَقَّوۡنَهُۥ بِأَلۡسِنَتِكُمۡ وَتَقُولُونَ بِأَفۡوَاهِكُم مَّا لَيۡسَ لَكُم بِهِۦ عِلۡمٞ وَتَحۡسَبُونَهُۥ هَيِّنٗا وَهُوَ عِندَ ٱللَّهِ عَظِيمٞ ١٥
Makazvitambira (nekuzviparadzira) nerurimi rwenyu, uye mukazvitaura nemiromo yenyu izvo zvamange musina ruzivo nazvo, uye mukafunga kuti hazvina basa (hazvina kukosha), izvo zviri mumeso aAllah zvikuru.

Changelog