Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah An-Nur — Ayah 2

24:2
ٱلزَّانِيَةُ وَٱلزَّانِي فَٱجۡلِدُواْ كُلَّ وَٰحِدٖ مِّنۡهُمَا مِاْئَةَ جَلۡدَةٖۖ وَلَا تَأۡخُذۡكُم بِهِمَا رَأۡفَةٞ فِي دِينِ ٱللَّهِ إِن كُنتُمۡ تُؤۡمِنُونَ بِٱللَّهِ وَٱلۡيَوۡمِ ٱلۡأٓخِرِۖ وَلۡيَشۡهَدۡ عَذَابَهُمَا طَآئِفَةٞ مِّنَ ٱلۡمُؤۡمِنِينَ ٢
Mukadzi asina kuroorwa uye murume asina kuroora abatwa nemhosva yehupombwe, varovei umwe neumwe wavo shamhu zana (100). Uye musava munoita kuti tsitsi dzikubatei panyaya yavo muchitendero (mutemo) chaAllah, kana muchitenda muna Allah nezuva rekupedzisira. Uye ivai munoita kuti boka revanotenda rive rinoona mutongo wavo. (Asi kana vanhu vakaroora kana vakamboroora, murume kana mukadzi, vakaita hupombwe, mutongo wavo kutemwa nematombo kusvikira vafa).

Changelog