Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah An-Nur — Ayah 26

24:26
ٱلۡخَبِيثَٰتُ لِلۡخَبِيثِينَ وَٱلۡخَبِيثُونَ لِلۡخَبِيثَٰتِۖ وَٱلطَّيِّبَٰتُ لِلطَّيِّبِينَ وَٱلطَّيِّبُونَ لِلطَّيِّبَٰتِۚ أُوْلَٰٓئِكَ مُبَرَّءُونَ مِمَّا يَقُولُونَۖ لَهُم مَّغۡفِرَةٞ وَرِزۡقٞ كَرِيمٞ ٢٦
Mashoko akashata ndeevanhu vakashata (kana kuti vakadzi vakaipa ndevevarume vakaipa), uye vanhu vakashata vakatarirwa mashoko akashata (kana kuti varume vakaipa ndevevakadzi vakaipa). Uye mashoko akanaka ndeevanhu vakanaka (kana kuti vakadzi vakanaka ndevevarume vakanaka), uye vanhu vakanaka vakatarirwa mashoko akanaka (kana kuti varume vakanaka ndevevakadzi vakanaka). Vanhu ava (vakanaka) vakachena kubva kune izvo zvavanotaura (zvakaipa). Vachawana ruregerero, uye neraramo yakanaka (Paradhiso).

Changelog