Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah An-Nur — Ayah 28

24:28
فَإِن لَّمۡ تَجِدُواْ فِيهَآ أَحَدٗا فَلَا تَدۡخُلُوهَا حَتَّىٰ يُؤۡذَنَ لَكُمۡۖ وَإِن قِيلَ لَكُمُ ٱرۡجِعُواْ فَٱرۡجِعُواْۖ هُوَ أَزۡكَىٰ لَكُمۡۚ وَٱللَّهُ بِمَا تَعۡمَلُونَ عَلِيمٞ ٢٨
Kana mukasawana munhu (mudzimba idzodzo) imomo, musava munopinda kusvikira mapihwa mvumo. Uye kana zvikanzi (zvikataurwa) kwamuri: “Dzokerai,” ivai munodzokera, uye zvakakunakirai. Uye Allah vanoziva zvikuru izvo zvamunoita.

Changelog