Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah An-Nur — Ayah 30

24:30
قُل لِّلۡمُؤۡمِنِينَ يَغُضُّواْ مِنۡ أَبۡصَٰرِهِمۡ وَيَحۡفَظُواْ فُرُوجَهُمۡۚ ذَٰلِكَ أَزۡكَىٰ لَهُمۡۚ إِنَّ ٱللَّهَ خَبِيرُۢ بِمَا يَصۡنَعُونَ ٣٠
Udza varume vanotenda kuti vave vanodzora meso avo (vasatarise zvinhu zvakarambidzwa), uye kuti vave vanochengetedza nhengo dzavo dzakavanzika (kubva kuhupombwe). Zvinova zvakavanakira. Zvirokwazvo, Allah vane ruzivo rezvese zvavanoita.

Changelog