Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah An-Nur — Ayah 32

24:32
وَأَنكِحُواْ ٱلۡأَيَٰمَىٰ مِنكُمۡ وَٱلصَّٰلِحِينَ مِنۡ عِبَادِكُمۡ وَإِمَآئِكُمۡۚ إِن يَكُونُواْ فُقَرَآءَ يُغۡنِهِمُ ٱللَّهُ مِن فَضۡلِهِۦۗ وَٱللَّهُ وَٰسِعٌ عَلِيمٞ ٣٢
Uye ivai munoroodza avo vasina kuroora pakati penyu, uye avo vakatwasuka (mumabasa avo aAllah) pavaranda venyu vechirume nevechikadzi. Kana vachinge vari varombo, Allah vachavapfumisa kubva kunyasha dzavo. Uye Allah ndivo vanopa (zvisikwa zvose), uye vane ruzivo rwese.

Changelog