Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah An-Nur — Ayah 37

24:37
رِجَالٞ لَّا تُلۡهِيهِمۡ تِجَٰرَةٞ وَلَا بَيۡعٌ عَن ذِكۡرِ ٱللَّهِ وَإِقَامِ ٱلصَّلَوٰةِ وَإِيتَآءِ ٱلزَّكَوٰةِ يَخَافُونَ يَوۡمٗا تَتَقَلَّبُ فِيهِ ٱلۡقُلُوبُ وَٱلۡأَبۡصَٰرُ ٣٧
Varume vekuti mabhizimusi kana kutengeserana hakuvabvisi mukurangarira Allah (nemoyo nerurimi), uye kuita Swalaah (Munamato), uye kupa Zakaah (Zvipo kuvarombo). Vanotya zuva iro rekuti moyo nemaziso (nekuda kwekutya) zvichapinduruka.

Changelog