Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah An-Nur — Ayah 4

24:4
وَٱلَّذِينَ يَرۡمُونَ ٱلۡمُحۡصَنَٰتِ ثُمَّ لَمۡ يَأۡتُواْ بِأَرۡبَعَةِ شُهَدَآءَ فَٱجۡلِدُوهُمۡ ثَمَٰنِينَ جَلۡدَةٗ وَلَا تَقۡبَلُواْ لَهُمۡ شَهَٰدَةً أَبَدٗاۚ وَأُوْلَٰٓئِكَ هُمُ ٱلۡفَٰسِقُونَ ٤
Uye avo vanopomera vakadzi vakatsiga (vakazvibata) hupombwe, uye vorega kuunza vapupuri vana (4) (wezvavari kutaura), varovei shamhu dzinokwana makumi masere (80), uye musave munotambira huchapupu zvakare kubva kwavari. Uye, ava ndivo vanhu vasingateereri (vanotadza).

Changelog