Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah An-Nur — Ayah 41

24:41
أَلَمۡ تَرَ أَنَّ ٱللَّهَ يُسَبِّحُ لَهُۥ مَن فِي ٱلسَّمَٰوَٰتِ وَٱلۡأَرۡضِ وَٱلطَّيۡرُ صَٰٓفَّٰتٖۖ كُلّٞ قَدۡ عَلِمَ صَلَاتَهُۥ وَتَسۡبِيحَهُۥۗ وَٱللَّهُ عَلِيمُۢ بِمَا يَفۡعَلُونَ ٤١
Hauoni here (Muhammad (SAW)) kuti Allah vanokudzwa newese ari mudenga uye ari panyika, uye neshiri dzakavhura mapapiro adzo (dzichibhururuka)? Chimwe nechimwe chacho (Allah) zvirokwazvo vanoziva manamatiro acho uye marumbidziro acho (Allah), uye Allah vanoziva zvikuru zvose zvavanoita.

Changelog