Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah An-Nur — Ayah 43

24:43
أَلَمۡ تَرَ أَنَّ ٱللَّهَ يُزۡجِي سَحَابٗا ثُمَّ يُؤَلِّفُ بَيۡنَهُۥ ثُمَّ يَجۡعَلُهُۥ رُكَامٗا فَتَرَى ٱلۡوَدۡقَ يَخۡرُجُ مِنۡ خِلَٰلِهِۦ وَيُنَزِّلُ مِنَ ٱلسَّمَآءِ مِن جِبَالٖ فِيهَا مِنۢ بَرَدٖ فَيُصِيبُ بِهِۦ مَن يَشَآءُ وَيَصۡرِفُهُۥ عَن مَّن يَشَآءُۖ يَكَادُ سَنَا بَرۡقِهِۦ يَذۡهَبُ بِٱلۡأَبۡصَٰرِ ٤٣
Hauoni here kuti Allah vanofambisa makore zvishoma nezvishoma? Uye vanova vanomasanganisa zvakare, uye vanova vanomaturikidzanisa (vanoita kuti aite zvikomo), uye oona mvura (inonaya) ichibuda kubva maari (makore). Uye vanotumira kubva kudenga mumakomo ari mariri zvimvura mabwe, uye vanorova nazvo uyo wavanoda, uye vanozvidzivirira uyo wavanoda. Kupenya kwemheni yayo (yavo) kunopotso tora kuona (meso anodzima).

Changelog