Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah An-Nur — Ayah 45

24:45
وَٱللَّهُ خَلَقَ كُلَّ دَآبَّةٖ مِّن مَّآءٖۖ فَمِنۡهُم مَّن يَمۡشِي عَلَىٰ بَطۡنِهِۦ وَمِنۡهُم مَّن يَمۡشِي عَلَىٰ رِجۡلَيۡنِ وَمِنۡهُم مَّن يَمۡشِي عَلَىٰٓ أَرۡبَعٖۚ يَخۡلُقُ ٱللَّهُ مَا يَشَآءُۚ إِنَّ ٱللَّهَ عَلَىٰ كُلِّ شَيۡءٖ قَدِيرٞ ٤٥
Allah vakasika chisikwa chose kubva kumvura. Uye pazviri (zvisikwa) kune izvo zvinofamba nedumbu (senyoka), uye izvo zvinofamba nemakumbo maviri (2), uye izvo zvinofamba nemakumbo mana (4). Allah vanosika izvo zvavanoda. Zvirokwazvo, Allah vane masimba pamusoro pezvinhu zvose (vanoita zvose).

Changelog