Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah An-Nur — Ayah 55

24:55
وَعَدَ ٱللَّهُ ٱلَّذِينَ ءَامَنُواْ مِنكُمۡ وَعَمِلُواْ ٱلصَّٰلِحَٰتِ لَيَسۡتَخۡلِفَنَّهُمۡ فِي ٱلۡأَرۡضِ كَمَا ٱسۡتَخۡلَفَ ٱلَّذِينَ مِن قَبۡلِهِمۡ وَلَيُمَكِّنَنَّ لَهُمۡ دِينَهُمُ ٱلَّذِي ٱرۡتَضَىٰ لَهُمۡ وَلَيُبَدِّلَنَّهُم مِّنۢ بَعۡدِ خَوۡفِهِمۡ أَمۡنٗاۚ يَعۡبُدُونَنِي لَا يُشۡرِكُونَ بِي شَيۡـٔٗاۚ وَمَن كَفَرَ بَعۡدَ ذَٰلِكَ فَأُوْلَٰٓئِكَ هُمُ ٱلۡفَٰسِقُونَ ٥٥
Allah vanovimbisa avo vanotenda pakati penyu uye vanoita mabasa akanaka, kuti vachavapa nhaka yamasimba panyika, sekupa kwavakaita avo vaivepo ivo vasati vavapo, uye kuti zvirokwazvo vachavasimbisira (munyika imomo) chitendero chavo icho chavakavasarudzira (Islaam), uye kuti zvirokwazvo vachavasandurira mushure mekutya kwavo nerusununguko, (kana) vakandinamata ini (Allah) vasingandisanganisi nezvimwe zvinhu. Asi uyo asingatendi mushure mazvo, zvino ava ndivo vanhu vasingateereri zvachose.

Changelog