Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah An-Nur — Ayah 62

24:62
إِنَّمَا ٱلۡمُؤۡمِنُونَ ٱلَّذِينَ ءَامَنُواْ بِٱللَّهِ وَرَسُولِهِۦ وَإِذَا كَانُواْ مَعَهُۥ عَلَىٰٓ أَمۡرٖ جَامِعٖ لَّمۡ يَذۡهَبُواْ حَتَّىٰ يَسۡتَـٔۡذِنُوهُۚ إِنَّ ٱلَّذِينَ يَسۡتَـٔۡذِنُونَكَ أُوْلَٰٓئِكَ ٱلَّذِينَ يُؤۡمِنُونَ بِٱللَّهِ وَرَسُولِهِۦۚ فَإِذَا ٱسۡتَـٔۡذَنُوكَ لِبَعۡضِ شَأۡنِهِمۡ فَأۡذَن لِّمَن شِئۡتَ مِنۡهُمۡ وَٱسۡتَغۡفِرۡ لَهُمُ ٱللَّهَۚ إِنَّ ٱللَّهَ غَفُورٞ رَّحِيمٞ ٦٢
Vatendi ndeavo vanotenda muna Allah uye mutumwa wavo (Muhammad (SAW)), uye kana vanavo vachitaura (kana vachiita) zvinhu zvinobata wese, havaendi kusvikira vakumbira mvumo yake. Zvirokwazvo, avo vanokumbira mvumo yake (Muhammad (SAW)), avo ndivo vanotenda muna Allah nemutumwa wavo. Saka kana vakakukumbira mvumo yako pazvinhu zveupenyu hwavo, ipa mvumo kune uyo waunoda pakati pavo, uye wovakumbirira ruregerero kuna Allah. Zvirokwazvo, Allah vanoregerera zvikuru, uye vane tsitsi dzose.

Changelog