Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Furqan — Ayah 10

25:10
تَبَارَكَ ٱلَّذِيٓ إِن شَآءَ جَعَلَ لَكَ خَيۡرٗا مِّن ذَٰلِكَ جَنَّٰتٖ تَجۡرِي مِن تَحۡتِهَا ٱلۡأَنۡهَٰرُ وَيَجۡعَل لَّكَ قُصُورَۢا ١٠
Vakakomborerwa (vakakura) ndivo avo, kana vachida, vachakugadzirira (chinhu) chakanaka kudarika icho, mapindu awo ane nzizi dzinoerera pasi pawo (Paradhiso) uye vachakugadzirira dzimba dzakanaka (muParadhiso).

Changelog