Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Furqan — Ayah 19

25:19
فَقَدۡ كَذَّبُوكُم بِمَا تَقُولُونَ فَمَا تَسۡتَطِيعُونَ صَرۡفٗا وَلَا نَصۡرٗاۚ وَمَن يَظۡلِم مِّنكُمۡ نُذِقۡهُ عَذَابٗا كَبِيرٗا ١٩
Saka zvirokwazvo vachakurambai (vanamwari venhema) mune izvo zvamunotaura (kuti ndaanamwari), uye hamuzvokwanisi kuzvidzivirira (kubva kumutongo), kana kuwana rubatsiro. Uye uyo anoita udzvanyiriri pakati penyu, tichamuita kuti aravire murango wakakura (wakaomarara).

Changelog