Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Furqan — Ayah 22

25:22
يَوۡمَ يَرَوۡنَ ٱلۡمَلَٰٓئِكَةَ لَا بُشۡرَىٰ يَوۡمَئِذٖ لِّلۡمُجۡرِمِينَ وَيَقُولُونَ حِجۡرٗا مَّحۡجُورٗا ٢٢
Zuva iro vachaona ngirozi, hakuna mashoko akanaka pazuva iroro kune avo maMajrimoon (vatadzi). Uye (ngirozi) dzichati: “Mashoko ese akanaka arambidzwa kwamuri.” (Hakuna achabvumidzwa kupinda Paradhiso kunze kweuyo akati: Laa ilaaha illaa illaah (Hakuna chimwe chinhu chine kodzero yekunamatwa kusara kwaAllah) uye akatevedzera mitemo yose).

Changelog