Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Furqan — Ayah 42

25:42
إِن كَادَ لَيُضِلُّنَا عَنۡ ءَالِهَتِنَا لَوۡلَآ أَن صَبَرۡنَا عَلَيۡهَاۚ وَسَوۡفَ يَعۡلَمُونَ حِينَ يَرَوۡنَ ٱلۡعَذَابَ مَنۡ أَضَلُّ سَبِيلًا ٤٢
“Zvirokwazvo, ange aripedyo kutirasisa kubva muvanamwari vedu, dai kusiri kuti takaramba takatsungirira uye takashinga mukuvanamata!” Asi pavachaona marwadzo, vachaziva kuti ndeupi akanyanya kurasika kubva munzira (yakatwasuka)!

Changelog