Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Furqan — Ayah 53

25:53
۞ وَهُوَ ٱلَّذِي مَرَجَ ٱلۡبَحۡرَيۡنِ هَٰذَا عَذۡبٞ فُرَاتٞ وَهَٰذَا مِلۡحٌ أُجَاجٞ وَجَعَلَ بَيۡنَهُمَا بَرۡزَخٗا وَحِجۡرٗا مَّحۡجُورٗا ٥٣
Uye ndivo vanoita kuti nyanza mbiri (dzine mvura yakasiyana-siyana) kuti iyi yakachena uye inotapira, uye iyi ine munyu uye inovava. Uye vakave vanoisa muganhu uye nechivharo chizere pakati padzo (zvekuti hadzisanganisani).

Changelog