Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Furqan — Ayah 67

25:67
وَٱلَّذِينَ إِذَآ أَنفَقُواْ لَمۡ يُسۡرِفُواْ وَلَمۡ يَقۡتُرُواْ وَكَانَ بَيۡنَ ذَٰلِكَ قَوَامٗا ٦٧
Uye avo vanoti kana vachishandisa hupfumi hwavo, havatambisi uye havaomere, asi vanoshandisa nenzira iri pakati nepakati panzira mbiri (Kutambisa nekuomera).

Changelog