Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Furqan — Ayah 70

25:70
إِلَّا مَن تَابَ وَءَامَنَ وَعَمِلَ عَمَلٗا صَٰلِحٗا فَأُوْلَٰٓئِكَ يُبَدِّلُ ٱللَّهُ سَيِّـَٔاتِهِمۡ حَسَنَٰتٖۗ وَكَانَ ٱللَّهُ غَفُورٗا رَّحِيمٗا ٧٠
Kusara kweuyo anokumbira ruregerero (anoita Taubah) uye otenda (muhumwechete hwaAllah), uye oita mabasa akanaka. Ava Allah vachachinja zvitadzo zvavo zvova mabasa akanaka, uye Allah vanoregerera zvikuru, uye vane tsitsi dzose.

Changelog