Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah An-Naml — Ayah 37

27:37
ٱرۡجِعۡ إِلَيۡهِمۡ فَلَنَأۡتِيَنَّهُم بِجُنُودٖ لَّا قِبَلَ لَهُم بِهَا وَلَنُخۡرِجَنَّهُم مِّنۡهَآ أَذِلَّةٗ وَهُمۡ صَٰغِرُونَ ٣٧
(Sulaimaan (Soromoni) akati kumukuru wevatumwa vake): “Dzokera kwavari! Isu zvirokwazvo, tichauya kwavari nehondo (mauto) ayo avasingakwanisi kurwisa, uye tichavaburitsa kubva kwairi vachidzikisirwa, uye vachinyadziswa.”

Changelog