Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah An-Naml — Ayah 60

27:60
أَمَّنۡ خَلَقَ ٱلسَّمَٰوَٰتِ وَٱلۡأَرۡضَ وَأَنزَلَ لَكُم مِّنَ ٱلسَّمَآءِ مَآءٗ فَأَنۢبَتۡنَا بِهِۦ حَدَآئِقَ ذَاتَ بَهۡجَةٖ مَّا كَانَ لَكُمۡ أَن تُنۢبِتُواْ شَجَرَهَآۗ أَءِلَٰهٞ مَّعَ ٱللَّهِۚ بَلۡ هُمۡ قَوۡمٞ يَعۡدِلُونَ ٦٠
Havasi here ivo vakasika matenga nepasi, uye vanotumira mvura kubva kudenga, tinoita nayo kuti mapindu akure murunako nemuyevedzo? Hazvizvi mukugona kwenyu kukudza miti yavo. Kune here umwe mwari naAllah? Kwete, asi vari vanhu vanobatanidza zvimwe zvinamatwa (navo)!

Changelog