Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah An-Naml — Ayah 85

27:85
وَوَقَعَ ٱلۡقَوۡلُ عَلَيۡهِم بِمَا ظَلَمُواْ فَهُمۡ لَا يَنطِقُونَ ٨٥
Uye shoko (redambudzo) richazadziswa kwavari nemhaka yekuti vakaita zvakaipa, uye havazokwanisi kutaura (kuti vazvidzivirire).

Changelog