Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Qasas — Ayah 10

28:10
وَأَصۡبَحَ فُؤَادُ أُمِّ مُوسَىٰ فَٰرِغًاۖ إِن كَادَتۡ لَتُبۡدِي بِهِۦ لَوۡلَآ أَن رَّبَطۡنَا عَلَىٰ قَلۡبِهَا لِتَكُونَ مِنَ ٱلۡمُؤۡمِنِينَ ١٠
Uye moyo wamai vaMusa wakave nekusurukirwa. Vaiva pedyo nekuburitsa nyaya (yokuti ndimwana wavo), dai tisina kusimbisa moyo wavo (nekutenda), kuti vave vanoramba vari vevamwe vanotenda.

Changelog