Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Qasas — Ayah 13

28:13
فَرَدَدۡنَٰهُ إِلَىٰٓ أُمِّهِۦ كَيۡ تَقَرَّ عَيۡنُهَا وَلَا تَحۡزَنَ وَلِتَعۡلَمَ أَنَّ وَعۡدَ ٱللَّهِ حَقّٞ وَلَٰكِنَّ أَكۡثَرَهُمۡ لَا يَعۡلَمُونَ ١٣
Saka takamudzorera kuna amai vake, kuti maziso avo ave nerugare (nemufaro), uye kuti vasatsutsumwe, uye kuti vazive (amai vake) kuti vimbiso yaAllah ndeyechokwadi. Asi vakawanda vavo havazive.

Changelog