Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Qasas — Ayah 73

28:73
وَمِن رَّحۡمَتِهِۦ جَعَلَ لَكُمُ ٱلَّيۡلَ وَٱلنَّهَارَ لِتَسۡكُنُواْ فِيهِ وَلِتَبۡتَغُواْ مِن فَضۡلِهِۦ وَلَعَلَّكُمۡ تَشۡكُرُونَ ٧٣
Kubudirikidza netsitsi dzavo vakave vanokugadzirirai husiku nechaedza kuti muve munozorora mauri (husiku), uye kuti mutsvage makomborero avo (muchaedza), uyezve kuti muve vanhu vanotenda.

Changelog