Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Qasas — Ayah 78

28:78
قَالَ إِنَّمَآ أُوتِيتُهُۥ عَلَىٰ عِلۡمٍ عِندِيٓۚ أَوَلَمۡ يَعۡلَمۡ أَنَّ ٱللَّهَ قَدۡ أَهۡلَكَ مِن قَبۡلِهِۦ مِنَ ٱلۡقُرُونِ مَنۡ هُوَ أَشَدُّ مِنۡهُ قُوَّةٗ وَأَكۡثَرُ جَمۡعٗاۚ وَلَا يُسۡـَٔلُ عَن ذُنُوبِهِمُ ٱلۡمُجۡرِمُونَ ٧٨
Akataura kuti: “Izvi zvakave zvinopihwa kwandiri nekuda kweruzivo rwandinarwo.” Akanga asingazive here kuti Allah vakaparadza madzinza mushure make, varume vakanga vakasimba kupfuura iye vaine upfumi hwakawanda hwavakaunganidza? Asi vaiti vemabasa akaipa havasi kuzobvunzwa maererano nezviito zvavo (nekuti Allah vanoziva nokudaro vachapihwa marwadzo vasina kana nekumbotongwa).

Changelog