Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Qasas — Ayah 8

28:8
فَٱلۡتَقَطَهُۥٓ ءَالُ فِرۡعَوۡنَ لِيَكُونَ لَهُمۡ عَدُوّٗا وَحَزَنًاۗ إِنَّ فِرۡعَوۡنَ وَهَٰمَٰنَ وَجُنُودَهُمَا كَانُواْ خَٰطِـِٔينَ ٨
Naizvozvo vanhu vemhuri yaFarawo vakamunhonga, kuti azove kwavari muvengi uye honzeri yekusuruvara. Zvirokwazvo, Farawo, Haamaan uye nemauto avo vaive vatadzi.

Changelog