Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Qasas — Ayah 81

28:81
فَخَسَفۡنَا بِهِۦ وَبِدَارِهِ ٱلۡأَرۡضَ فَمَا كَانَ لَهُۥ مِن فِئَةٖ يَنصُرُونَهُۥ مِن دُونِ ٱللَّهِ وَمَا كَانَ مِنَ ٱلۡمُنتَصِرِينَ ٨١
Nekudaro takamuita kuti ave anomedzwa nepasi uye nenzvimbo yake yokugara. Uye ange asina chikwata kana bato rinomubatsira kunze kwaAllah, uye aisave mumwe weavo vaikwanisa kuzvibatsira.

Changelog