Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-'Ankabut — Ayah 14

29:14
وَلَقَدۡ أَرۡسَلۡنَا نُوحًا إِلَىٰ قَوۡمِهِۦ فَلَبِثَ فِيهِمۡ أَلۡفَ سَنَةٍ إِلَّا خَمۡسِينَ عَامٗا فَأَخَذَهُمُ ٱلطُّوفَانُ وَهُمۡ ظَٰلِمُونَ ١٤
Zvirokwazvo, takatumira Nowa kuvanhu vake, uye akagara navo kwemakore mazana mapfumbamwe nemakumi mashanu (950) (achivashevedza kuti vatende kuhumwechete hwaAllah). Nokudaro vakaparadzwa nemapopoma emvura apo vainge vasingatendi.

Changelog