Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-'Ankabut — Ayah 27

29:27
وَوَهَبۡنَا لَهُۥٓ إِسۡحَٰقَ وَيَعۡقُوبَ وَجَعَلۡنَا فِي ذُرِّيَّتِهِ ٱلنُّبُوَّةَ وَٱلۡكِتَٰبَ وَءَاتَيۡنَٰهُ أَجۡرَهُۥ فِي ٱلدُّنۡيَاۖ وَإِنَّهُۥ فِي ٱلۡأٓخِرَةِ لَمِنَ ٱلصَّٰلِحِينَ ٢٧
Uye takave tinomupa (Ibrahim (Abrahamu)), Ishaaq (Isaka) naYa’qoob (Jakobho), uye takave tinokomekedza zvekare kuvana vake huporofita pamwe neMagwaro (Torah, Vhangeri neQur’aan), vose kubva kuvana vaIbrahim (Abrahamu), uye takave tinomupa mubairo wake pasi pano. Uye muzvirokwazvo, muupenyu hunotevera achange ari pamwe neavo vanoita mabasa akanaka.

Changelog