Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-'Ankabut — Ayah 3

29:3
وَلَقَدۡ فَتَنَّا ٱلَّذِينَ مِن قَبۡلِهِمۡۖ فَلَيَعۡلَمَنَّ ٱللَّهُ ٱلَّذِينَ صَدَقُواْ وَلَيَعۡلَمَنَّ ٱلۡكَٰذِبِينَ ٣
Uye zvirokwazvo takave tinoedza avo vaive mumashure mavo. Uye Allah vachaita kuti chokwadi cheavo vari muchokwadi chizivikanwe. Uye vachaita kuti manyepo evanyepi ave anozivikanzwa. (Kunyangwe Allah vachiziva zvese vasati vavaedza).

Changelog