Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-'Ankabut — Ayah 53

29:53
وَيَسۡتَعۡجِلُونَكَ بِٱلۡعَذَابِ وَلَوۡلَآ أَجَلٞ مُّسَمّٗى لَّجَآءَهُمُ ٱلۡعَذَابُۚ وَلَيَأۡتِيَنَّهُم بَغۡتَةٗ وَهُمۡ لَا يَشۡعُرُونَ ٥٣
Uye vanokukumbira kuti ukurumidzise mutongo (kwavari), uye ingadai pasina nguva yakatarwa, zvirokwazvo, mutongo ungadai wakatosvika kwavari nechakare. Uye zvirokwazvo, uri kuzouya kwavari nenguva isipi ivo vakarivara!

Changelog