Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-'Ankabut — Ayah 6

29:6
وَمَن جَٰهَدَ فَإِنَّمَا يُجَٰهِدُ لِنَفۡسِهِۦٓۚ إِنَّ ٱللَّهَ لَغَنِيٌّ عَنِ ٱلۡعَٰلَمِينَ ٦
Uye uyo anoshanda nesimba (achirwisa), zvirokwazvo, anenge achizvishandira pachake. Zvirokwazvo, Allah havana kana nechavanoda kubva kuzvisikwa zvose (vanhu, maJinn nezvose zviripo).

Changelog