Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-'Ankabut — Ayah 63

29:63
وَلَئِن سَأَلۡتَهُم مَّن نَّزَّلَ مِنَ ٱلسَّمَآءِ مَآءٗ فَأَحۡيَا بِهِ ٱلۡأَرۡضَ مِنۢ بَعۡدِ مَوۡتِهَا لَيَقُولُنَّ ٱللَّهُۚ قُلِ ٱلۡحَمۡدُ لِلَّهِۚ بَلۡ أَكۡثَرُهُمۡ لَا يَعۡقِلُونَ ٦٣
Uye kana ukavabvunza kuti: “Ndiyani anonaisa mvura kubva kumatenga, uye okonzera kuti nyika irarame mushure mekufa kwayo?” Naizvozvo vanopindura vachiti: “Allah.” Taura kuti: “Kurumbidzwa kwese nekutendwa kwese ndekwa Allah!” Asi vazhinji vavo havafunge.

Changelog