Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-'Ankabut — Ayah 67

29:67
أَوَلَمۡ يَرَوۡاْ أَنَّا جَعَلۡنَا حَرَمًا ءَامِنٗا وَيُتَخَطَّفُ ٱلنَّاسُ مِنۡ حَوۡلِهِمۡۚ أَفَبِٱلۡبَٰطِلِ يُؤۡمِنُونَ وَبِنِعۡمَةِ ٱللَّهِ يَكۡفُرُونَ ٦٧
Uye havaoni here kuti takaita (Makkah) nzvimbo yakachengetedzeka, asi vanhu vazhinji vachibatwa (kana kuraiwa) munzvimbo dzakavakomberedza? Saka vanotenda here mumanyepo (zvimwe zvinamatwa kunze kwaAllah), uye vachiramba (kutenda) zvipo zvaAllah?

Changelog