Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Ar-Rum — Ayah 13

30:13
وَلَمۡ يَكُن لَّهُم مِّن شُرَكَآئِهِمۡ شُفَعَٰٓؤُاْ وَكَانُواْ بِشُرَكَآئِهِمۡ كَٰفِرِينَ ١٣
Panenge pasina kana mumiririri kubva pane avo vavaisanganisa naAllah pakunamata. Uye vavaisanganisa naAllah vacharamba shamwari dzavo (kutenda kwavo mavari).

Changelog