Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Ar-Rum — Ayah 17

30:17
فَسُبۡحَٰنَ ٱللَّهِ حِينَ تُمۡسُونَ وَحِينَ تُصۡبِحُونَ ١٧
Naizvozvo kurumbidzwa ngakuve kuna Allah, apo pamunopinda panguva dzemanheru (nekuita minamato yeMaghrib neIsha), nepanguva dzemangwanani (nekuita munamato weFajr).

Changelog