Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Ar-Rum — Ayah 20

30:20
وَمِنۡ ءَايَٰتِهِۦٓ أَنۡ خَلَقَكُم مِّن تُرَابٖ ثُمَّ إِذَآ أَنتُم بَشَرٞ تَنتَشِرُونَ ٢٠
Uye kubva muzviratidzo zvavo ndezvekuti vakakusikai imi (Adam) kubva muvhu, (uye Hawwa (Evha) kubva mumbabvu yaAdam, uye vana vake kubva mumvura), uye, tarisai, muri vanhu varifararira!

Changelog